RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 June p. 6
  • June 27–July 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 27–July 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 June p. 6

June 27–July 3

MAPISAREMA 52-59

  • Rwiyo 38 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha”: (10 min.)

    • Pis 55:2, 4, 5, 16-18—Zvimwe zvinhu zvaiitika muupenyu hwaDhavhidhi zvaiita kuti ashushikane zvakanyanya (w06 6/1 11 ¶3; w96 4/1 27 ¶2)

    • Pis 55:12-14—Dhavhidhi akapandukirwa nemwanakomana wake uye neshamwari yake yaaivimba nayo (w96 4/1 30 ¶1)

    • Pis 55:22—Dhavhidhi aiva nechokwadi chokuti Jehovha aizomubatsira (w06 6/1 11 ¶4; w99 3/15 22-23)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 56:8—Mashoko okuti “isai misodzi yangu muhombodo yenyu” anorevei? (w09 6/1 29 ¶1; w08 10/1 26 ¶3)

    • Pis 59:1, 2—Zvakaitika kuna Dhavhidhi zvinotidzidzisawo chii nezvekunyengetera? (w08 3/15 14 ¶13)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 52:1–53:6

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Mupe turakiti. Muratidze QR code iri papeji yekupedzisira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu akafarira turakiti rawakamupa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 3 ¶2-3—Pedzisa nekumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo iri pajw.org inonzi Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari? asi usabva wamuratidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 56

  • Zvomuungano yenyu: (7 min.)

  • “Mwari Ndiye Mubatsiri Wangu”: (8 min.) Kukurukurirana. Itai kuti vanhu vakawanda vapindure mibvunzo iripo kuitira kuti vose vabatsirwe nemhinduro dzichapiwa nehama nehanzvadzi. (VaR 1:12) Kurudzirai vaparidzi kushandisa bhuku raKutsvakurudza kuti vawane rubatsiro muShoko raMwari pavanosangana nematambudziko.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 18 ¶14-21 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 121 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe