RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 June p. 5
  • June 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 June p. 5

June 20-26

MAPISAREMA 45-51

  • Rwiyo 67 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Haazozvidzi Mwoyo Wakaputsika”: (10 min.)

    • Pis 51:1-4—Dhavhidhi akarwadziwa zvikuru nekuti ainge atadzira Jehovha (w93 3/15 10-11 ¶9-13)

    • Pis 51:7-9—Dhavhidhi aida kuregererwa naJehovha kuti avezve nemufaro waaimbova nawo (w93 3/15 12-13 ¶18-20)

    • Pis 51:10-17—Dhavhidhi aiziva kuti Jehovha anoregerera munhu anenge apfidza nemwoyo wose (w15 6/15 14 ¶6; w93 3/15 14-17 ¶4-16)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 45:4—Chokwadi chinonyanya kukosha chinofanira kudzivirirwa ndechipi? (w14 2/15 5 ¶11)

    • Pis 48:12, 13—Mavhesi aya anotikurudzira kuitei? (w15 7/15 9 ¶13)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 49:10–50:6

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) g16.3 peji 10-11

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) g16.3 peji 10-11

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 3 ¶1—Pedzisa nekumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo iri pajw.org inonzi Who Is the Author of the Bible? asi usabva wamuratidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 98

  • “Umambo Hwava Nemakore 100 Uye Hucharamba Huchitonga”: (15 min.) Mibvunzo nemhinduro. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo iri pajw.org inonzi Umambo Hwava Nemakore 100 Uye Hucharamba Huchitonga kubva painotangira mogumira panongobuda mashoko akanzi “Photo-Drama of Creation.” (Endai pakanzi MABHUKU NEZVIMWEWO > MAVHIDHIYO.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 18 ¶1-13

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 109 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe