June 13-19
MAPISAREMA 38-44
Rwiyo 4 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anotsigira Vanorwara”: (10 min.)
Pis 41:1, 2—Vanofara vanobatsira vanhu vakaderera (w15 12/15 24 ¶7; w91 10/1 14 ¶6)
Pis 41:3—Jehovha ane hanya nevashumiri vake vakatendeka vanorwara (w08 9/15 5 ¶12-13)
Pis 41:12—Tariro yeramangwana inogona kubatsira murwere kuti atsungirire (w15 12/15 27 ¶18-19; w08 12/15 6 ¶15)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 39:1, 2—Zvii zvatinofanira kungwarira pane zvatinotaura? (w09 5/15 4 ¶5; w06 5/15 20 ¶12)
Pis 41:9—Jesu akaratidza sei kuti zvakaitika kuna Dhavhidhi ndizvo zvaizoitikawo kwaari? (w11 8/15 13 ¶5; w08 9/15 5 ¶11)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 42:6–43:5
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.3
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.3
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 2 ¶4-5—Pedzisa nokumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo iri pajw.org inonzi Mwari Ane Zita Here? asi usabva wamuratidza.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 128
Ramba Wakatarira Mubayiro!: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo iri pajw.org inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Ramba Wakatarira Mubayiro! (Rwiyo 24). (Tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Kana mapedza kuiona, kurukurai nevateereri nyaya iripo inoti “Musiyano Uri Papi?—Paradhiso,” muchishandisa mibvunzo iyi: Ndezvipi zvichange zvachinja muParadhiso? Ndezvipi zvaunoda kuzoona muParadhiso? Kufungisisa izvozvo kungakubatsira sei kuti utsungirire?—2VaK 4:18.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 17 ¶14-22 uye kudzokorora chitsauko chacho
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 36 Nemunyengetero