RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 April p. 4
  • April 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 April p. 4

April 11-17

JOBHO 21-27

  • Rwiyo 83 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jobho Akaramba Mashoko Enhema”: (10 min.)

    • Job 22:2-7​—Pakupa Jobho mazano, Erifazi aifungira Jobho zvisizvo uye akataura zvemumusoro make (w06 3/15 15 ¶6; w05 9/15 26-27; w95 2/15 27 ¶6)

    • Job 25:4, 5​—Bhiridhadhi akataura pfungwa dzisina kunaka (w05 9/15 26-27)

    • Job 27:5, 6​—Jobho haana kubvumira vamwe vanhu kuti vaite kuti afunge kuti akanga akundikana kuperera kuna Mwari (w09 8/15 4 ¶8; w06 3/15 15 ¶8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 24:2​—Sei kuchinja muganhu yakanga iri nyaya hombe? (it-1-E 360)

    • Job 26:7​—Chii chinoshamisa pakurondedzera kwakaita Jobho zvakaita nyika? (w15 6/1 5 ¶4; w11 7/1 26 ¶2-5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 27:1-23 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: g16.2 kavha​—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: g16.2 kavha​—Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: bh 145 ¶3-4 (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 129

  • Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi. (Endai pajw.org, uye tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA.) Kana vhidhiyo yapera, bvunzai mibvunzo inotevera: Chii chingaita kuti munhu adhererwe? Kudhererwa kunoita kuti unzwe sei? Ungaita sei kana ukadhererwa uye kana zvichikwanisika ungaitei kuti zvisaitika kwauri? Unofanira kuudza ani kana uchidhererwa? Taurai nezvebhuku raMibvunzo Inobvunza Vechiduku, Bhuku 2, chitsauko 14.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 13 ¶1-12 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 23 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe