RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 April p. 2
  • April 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 April p. 2

April 4-10

JOBHO 16-20

  • Rwiyo 79 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Simbisa Uye Kurudzira Vamwe Nemashoko Ane Mutsa”: (10 min.)

    • Job 16:4, 5​—Mashoko emunhu anenge achipa mazano anofanira kusimbisa vamwe (w90 3/15 27 ¶1-2)

    • Job 19:2​—Mashoko anorwadza aBhiridhadhi akaita kuti Jobho ashevedzere achishungurudzika (w06 3/15 15 ¶5; w94 10/1 32)

    • Job 19:25​—Tariro yerumuko yakasimbisa Jobho paakanga arwadziswa kusvika pekupedzisira (w06 3/15 15 ¶4; it-2-E 735 ¶2-3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 18:6​—Bhiridhadhi angadaro airevei nemashoko aakataura muvhesi iyi? (it-2-E 196 ¶4)

    • Job 19:26​—Jobho aigona sei ‘kuona Mwari’ sezvo pasina munhu anogona kuona Jehovha? (w94 11/15 19 ¶17)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 19:1-23 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 42

  • “Chikamu Chitsva Chinotibatsira Kutanga Kukurukura Nevanhu”: (10 min.) Kukurukurirana. Kurudzirai vose kuti vashandise chikamu chakanzi “Bhaibheri Rinotii?” kuti vatange kukurukura nevanhu nechinangwa chekuita zvidzidzo zveBhaibheri.

  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi: (5 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru kubva muNharireyomurindi yaFebruary 15, 2015, peji 30, ndima 4-6.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 12 ¶13-25 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 65 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe