RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 March p. 2
  • March 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 March p. 2

March 7-13

ESTERI 6-10

  • Rwiyo 131 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Esteri akaratidza ushingi nekuzvipira pakumiririra Jehovha nevanhu vake”: (10 min.)

    • Es 8:3, 4​—Kunyange zvazvo upenyu hwaEsteri hwaisava pangozi, akazvipira kuita zvinhu zvaigona kumuurayisa nechinangwa chekuti aponese vamwe (ia 143 ¶24-25)

    • Es 8:5​—Esteri akataura naAhashivheroshi neungwaru (w06 3/1 11 ¶8)

    • Es 8:17​—Vanhu vakawanda vakatendeukira kuchiJudha (w06 3/1 11 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Es 8:1, 2​—Uprofita hwakataurwa naJakobho paakanga ava kufa hwaitaura nezvaBhenjamini kuti ‘aizogova zvakapambwa manheru’ hwakazadziswa sei? (ia 142, bhokisi)

    • Es 9:10, 15, 16​—Kunyange zvazvo vaJudha vainge vapiwa mvumo yekutora zvakapambwa, nei vasina kuita izvozvo? (w06 3/1 11 ¶4)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Es 8:1-9 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kana mapedza, kurukurai nevateereri nyaya inoti “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kunyora Mharidzo Yako Yemagazini.”

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 118

  • “Gamuchira Vaenzi Vedu”: (15 min.) Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakanaka zvakaitika pavakagamuchira vaenzi paChirangaridzo chichangobva kupfuura. Ivai nemuenzaniso wechimwe chakaitika chinofadza zvikuru, semaitikiro azvakaita.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 10 ¶12-21 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 147 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe