Zvinokurudzira Zvomuushumiri
Muna June takava nenhamba dzatanga tisati tambosvitsa. Vaparidzi vakashuma vaiva 45 022 uye zvidzidzo zveBhaibheri zvatakaitisa zvaiva 105 622.
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.