RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/14 p. 4
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 10/14 p. 4

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri paMugovera Wokutanga Muna November

“Onai mubvunzo uyu unokosha? [Verenga mubvunzo wekutanga papeji 16 yeNharireyomurindi yaNovember 1.] Munotiwo chii? [Verengai ndima mbiri pasi pemubvunzo iwoyo uye rugwaro rumwe chete kana kupfuura pane aripo.] Ndingazodzoka here kuti tikurukure zvakaita kuti Jesu amutse vanhu seizvi uye kuti tingadzidzei pane zvaakaita izvi?”

Nharireyomurindi November 1

“Makambofungawo here kuti sei zvinhu zvakaipa zvazara munyika yose? [Rega apindure.] Bhaibheri rinotsanangura chikonzero chacho pana Zvakazarurwa 12:9. [Verenga.] Asi ndima 12 inotipa tariro. [Verenga Zvakazarurwa 12:12.] Munguva pfupi iri kuuya, zvakaipa zvose zviri kukonzerwa naSatani zvichange zvisisipo. Nyaya iyi inoti, ‘Tinofanira Kutya Satani Here?’ inotiudza kuti tingazvidzivirira sei kuti tisafurirwa naye iye zvino uye zvichaitwa Satani munguva pfupi iri kuuya. Yenyuwo iyi.”

Awake! November

Munhu wese anoda kufara asi vakawanda mazuva ano havasi. Munofunga kuti chii chinoita kuti tive nemufaro wechokwadi? [Rega apindure.] Ndakaona kuti Bhaibheri rinobatsira kuti tifare muupenyu. Somuenzaniso, onai zano iri reBhaibheri. [Verenga VaHebheru 13:5.] Magazini ino inotsanangura zvinhu zvina zviri muBhaibheri zvinoita kuti munhu afare zvechokwadi.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe