RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/14 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 7/14 p. 4

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna July: Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!, Teerera Mwari kana kuti Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi. August: Ungano dzinofanira kugovera turakiti rejw.org. Ungano dzine ndima yakakura kana kuti dzine vanhu vakawanda dzinokurudzirwa kugovera maturakiti nokukurumidza kuti dzizivise nezvejw.org kuvanhu vakawanda. September naOctober: Magazini eNharireyomurindi neAwake! November naDecember: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti anotevera: Unoona Sei Bhaibheri?, Unoona Sei Ramangwana?, Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?, Ndiani Chaizvo Ari Kutonga Nyika Yose?, Kutambura Kuchazombopera Here?, kana kuti Chokwadi Vakafa Vangararamazve Here?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe