RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/14 p. 8
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 4/14 p. 8

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna April: Magazini eNharireyomurindi neAwake! May naJune: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti akabudiswa pamagungano eruwa a2013.

◼ Purogiramu yemisangano yevhiki inotangira yegungano renyu inofanira kuchinjwa kuitira kuti mudzokorore mazano uye zviyeuchidzo zvegungano zviri muwedzero yeUshumiri huno uye mutsamba yaAugust 3, 2013, inotaura nezvekudzivirira njodzi patinoungana kuti tinamate. Pashure pemwedzi mumwe kana miviri gungano rapera, hurukuro yezvemuungano yenyu inogona kushandiswa kudzokorora pfungwa dzegungano idzo vaparidzi vakaona kuti dzinobatsira muushumiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe