RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/11 p. 8
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 10/11 p. 8

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna October: Magazini eNharireyomurindi neMukai! Kana munhu akaratidza kuti anofarira, mugovere turakiti raUngada Here Kuziva Chokwadi? wobva waedza kutanga chidzidzo cheBhaibheri. November: Bhaibheri—Rinombotaura Nezvei? December: Munhu Mukurusa Ati Amborarama. Kana pamba pacho pane vana, goverai Dzidza Kumudzidzisi Mukuru kana kuti Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri. January 2012: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Edzai kutanga zvidzidzo zveBhaibheri pamunoshanya kekutanga. Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho uye varamba kudzidza Bhaibheri, vaparidzi vangagovera magazini yekare kana kuti chero bhurocha rinenge rafarirwa nemunhu wacho.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe