RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/11 p. 8
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 8/11 p. 8

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna August: Chero bhurocha rine mapeji 32 pane ari pasi apa rinofarirwa nevanhu vari mundima yenyu: Mwari Anotiitira Hanya Zvomenemene Here?, Farikanya Upenyu Pasi Pano Nokusingaperi!, Rambai Makarinda!, Unofanira Kudavira Utatu Here?, Zita raMwari Richagara Nokusingaperi, Hurumende Ichaunza Paradhiso, Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?, Apo Mumwe Munhu Waunoda Anofa, Midzimu Yevakafa-Inogona Kukubetsera Here Kana Kuti Kukukuvadza? Ko Iyo Iriko Chaizvoizvo Here?, “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva.” September: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Edzai kutanga zvidzidzo zveBhaibheri pamunoshanya kekutanga. Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho uye varamba kudzidza Bhaibheri, vaparidzi vangagovera magazini yekare kana kuti chero bhurocha rinenge rafarirwa nemunhu wacho. October: Magazini eNharireyomurindi neMukai! Kana munhu akaratidza kuti anofarira, mugovere turakiti raUngada Here Kuziva Chokwadi? wobva waedza kutanga chidzidzo cheBhaibheri. November: Bhaibheri—Rinombotaura Nezvei? Munogonawo kugovera chero bhurocha rine mapeji 32 pane ari kugoverwa muna August 2011.

◼ Mavhidhiyo maviri anoti Jehovah’s Witnesses—Faith in Action, Part 1: Out of Darkness neThe Wonders of Creation Reveal God’s Glory achakurukurwa paMisangano Yebasa inotevera. Kana achidiwa, ungano dzinofanira kutumira odha dzacho nokukurumidza.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe