RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp20 nha. 2 p. 16
  • Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Umambo hwaMwari
    Mukai!—2013
  • Chokwadi nezveUmambo hwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Bhaibheri Rinotii?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
  • Zvakadzidziswa naJesu NezveUmambo hwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
wp20 nha. 2 p. 16

Chii Chinonzi Umambo Hwamwari?

Murume ari kuverenga Bhaibheri.

Vanhu vakawanda vanonyengeterera kuti Umambo hwaMwari huuye, asi wakambozvibvunza here kuti chii chinonzi Umambo hwaMwari uye kuti huchaitei?

INZWA ZVINOTAURA BHAIBHERI:

  • Chii chinonzi Umambo hwaMwari?

    Ihurumende yekudenga inotungamirirwa naJesu Kristu saMambo.​—Isaya 9:6, 7; Mateu 5:3; Ruka 1:31-33.

  • Zvii zvichaitwa neUmambo hwaMwari?

    Huchabvisa zvinhu zvese zvakaipa uye huchaita kuti pave nerunyararo.​—Dhanieri 2:44; Mateu 6:10.

  • Zvinorevei kutanga kutsvaga Umambo?

    Zvinoreva kuhutsigira uye kubvuma kuti ndihwo huchashandiswa naMwari kuti aite kuda kwake kudenga uye panyika.​—Mateu 6:33; 13:44.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe