RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp20 nha. 2 pp. 1-2
  • Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
wp20 nha. 2 pp. 1-2
Nharireyomurindi Nhamba 2, 2020 | Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

No. 2 2020

© 2020 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo. Magwaro ari mubhuku rino anobva muBhaibheri​—Shanduro yeNyika Itsva kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.

MAGAZINI INO yeNharireyomurindi, inorumbidza Jehovha Mwari, Mutongi wezvinhu zvese. Inonyaradza vanhu nemashoko akanaka ekuti Umambo hwaMwari huri kudenga, hwava pedyo nekugumisa uipi hwese, hwochinja pasi rino kuti rive paradhiso. Inokurudzira vanhu kuti vatende muna Jesu Kristu, uyo akatifira kuti tikwanise kuwana upenyu husingaperi uye uyo ari kutonga iye zvino saMambo weUmambo hwaMwari. Magazini ino yagara ichibudiswa kubvira muna 1879 uye haisi yezvematongerwo enyika. Zvainotaura zvese zvinobva muBhaibheri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe