RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/01 p. 3
  • Kupupurira—To the Ends of the Earth

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kupupurira—To the Ends of the Earth
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2001
  • Mashoko Akafanana
  • Vafundisi Vanokurumidzisa Kukura Munyika Yose
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
  • Kubva Kuvadzidzi Vanobudirira Kukuva Vafundisi Vanobudirira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Nyanzvi Dzinopedza Kufunda dzeShoko raMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Mamishinari Ari ‘Kusvika Kunzvimbo Dziri Kure Dzenyika’
    Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2001
km 12/01 p. 3

Kupupurira—To the Ends of the Earth

Ndivanaani vangangoona vaonazve vhidhiyo inonzi To the Ends of the Earth? Ndevaya vane chinangwa chokuva mamishinari. Nei? Kuti vajairane neChikoro cheBhaibheri cheWatchtower cheGiriyedhi. Vhidhiyo yacho inoratidza kupembererwa kwomusi wegore negore kwechi50 kwechikoro ichi chakasiyana nezvimwe icho chakatangwa kuti basa rokupupurira ku“migumo yose yenyika” riwedzerwe. (Pis. 22:27) Kuiona kuchawedzera kukoshesa kwaunoita basa rinokosha zvikuru rokuparidza mashoko akanaka uye kuchakuita kuti ude kuwedzera basa racho. Pindura mibvunzo iyi: (1) Kumavambo kwema1940, sangano raJehovha rakanga riine hanya zvikuru nechii? (Mab. 1:8) (2) Muna 1942, uprofita hweBhaibheri hupi hunotyisa hwakanga huri kuzadzika, uye maonero edu akanga akasiyana sei neenyika yose? (Zvak. 17:8; w89-CA 4/15 p. 14 ndima 12) (3) Zvirongwa zvipi zvakaitwa zvokushandisa nguva yaitarisirwa yorugare Hondo Yenyika II yapera? (jv-CA p. 522 ndima 1-2) (4) Vadzidzi vekirasi yokutanga yeChikoro cheGiriyedhi vaiva nounhu hupi hwaunoyemura? (5) Mumakore 50 okutanga eGiriyedhi, vadzidzi vangani vakagirajuweta, uye vakatumirwa kunyika ngani? (6) Chaizvoizvo vadzidzi vacho vakawana dzidzo yakawanda zvakadini muBhaibheri? (7) Chii chinoita kuti mumwe ave mumishinari akanaka uye mudzidzisi weShoko raMwari? (8) Upenyu hwoumishinari hwakaita sei, uye zvinetsoi zvinofanira kutarisanwa nazvo? (9) Mamishinari anonzwa sei nezvemararamiro awo, uye mufaroi chaiwo unovapo muupenyu hwawo hwokuzvipira? (10) Kusvikira panguva ino zviuru zvemamishinari zvaitei? Ipa mienzaniso. (11) Unonzwa sei nezvehama nehanzvadzi dzakaenda “kumigumo yenyika” kunoparidza? (12) Muenzaniso unoratidzwa nemamishinari unokukurudzira kuitei, uye nei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe