RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/99 p. 2
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1999
  • Mashoko Akafanana
  • Tsamba yeBazi
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Mushandirapamwe Unokosha Unobudirira MuBulgaria
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Mushandirapamwe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Zvapupu Zvinoenda Kuvanhu Vose veFrance
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1999
km 2/99 p. 2

Mashoko Oushe

◼ Pasinei zvapo nokushorwa, hama dziri muFrance dziri kutsungirira mukuparidza kwadzo Umambo. Muna November naDecember, basa rokuita kuti nyika yacho ifunge nezveBhaibheri rakasimbiswa pakuparadzira chaiko bhurocha raA Book for All People. Mitezo yeBheteri inenge 50 yakabva muFrance ichienda kuBritain kunobatsira basa rokudhinda nokutumira pabazu racho, apo mitezo 250 yakasara yemhuri yeBheteri reFrance nehama dziri mundima yacho dzinoramba dzichishanda nomufaro mumamiriro ezvinhu enguva dzose.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe