RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/96 p. 3
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
km 11/96 p. 3

Zviziviso

◼ Mabhuku anogoverwa nokuda kwaNovember: Api naapi amabhurocha anotevera nokuda kwe$1,50: Chii Chiri Donzo Roupenyu? Hurumende Ichaunza Paradhiso, Ropa Rinogona Sei Kuponesa Upenyu Hwako? “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”, Unofanira Kudavira Utatu Here? kana kuti Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda nokuda kwe$7,50. December: Bhaibheri—iShoko raMwari Here Kana Kuti Romunhu? nokuda kwe$5,00 kana kuti Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda nokuda kwe$7,50. January: Rugare Rwechokwadi Nokuchengeteka—Ungaruwana sei? kana kuti Chengeteko Yenyika Yose Mukudzora kwo“Muchinda woRugare.” Bhuku ripi neripi rine mapeji 192 rakabudiswa 1984 asati asvika iro ungano inaro mudura ringagoverwa serokutsiva. February: Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo! Sechokutsiva shandisai bhuku ripi neripi rekare rine mapeji 192 ramunaro mudura.

◼ Ungano dzinofanira kuvamba kuodha 1997 Yearbook of Jehovah’s Witnesses neodha yadzo yamabhuku yaNovember. Yearbook yacho ichawanikwa muchiNgezi nechiZulu. Kusvikira Yearbook yacho yavakuwanika uye kutumirwa kwaitwa, ichawanika se“Yakamirirwa” pamainivhoisi eungano. MaYearbook zvinhu zveodha chaiyo.

◼ MaAdvance Medical Directive matsva nemaIdentity Card achafanira kuparadzirwa kuungano muna January. Ungano dzinofanira kutumira odha zvino kuti dzive nechokwadi chokuti makadhi akakwana avapo nokuda kwegore idzva.

◼ Vaparidzi vanokumbirwa kuwana makopi omunhu oga emagazini kubato ramagazini reungano yavo panzvimbo pekupfurikidza nokuzvinyoresa. Izvozvi zvichachengetedza mari yeSosaiti nebasa. Zvisinei, tichapfuurira kugovera vanhu vanofarira vari mumunda kuzvinyoresa kunotumirwa nepositi.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe