RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/96 p. 3
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
km 5/96 p. 3

Zviziviso

◼ Mabhuku anogoverwa nokuda kwaMay: Kuzvinyoresa kweNharireyomurindi nokuda kwe$25,00 kwegore rimwe kana kuti $12,50 kwemwedzi mitanhatu. Bhurocha ripi neripi (kunze kwebhurocha raDzidzo neraSchool) ringagoverwawo nokuda kwe$1,50. June: Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi nokuda kwe$5,00 kana kuti Munhu Mukurusa Ati Amborarama nokuda kwe$15,00.

Mutariri webasa nomunyori: Mapiyona ari kuita sei kukusvitsa chinodikanwa chavo chegore negore chamaawa 1 000? Makasangana nevapi nevapi vavo avo vangada betsero yenyu here?

◼ Panguva yokunyora kuno, hatina kuva nenhamba itsva yapamusoro yavaparidzi chibviro chegore rebasa rakapfuura. Tiri kukurudzira vaparidzi vose vari muungano yenyu kupinza mishumo yavo yemwedzi yasara yegore rebasa. Tinoziva kuti munyori achatumira mushumo weungano webasa romumunda panosvika musi wa6 wemwedzi unotevera.

◼Sezvakadudzwa muhumwe Ushumiri Hwedu hwoUmambo hwakapfuura, tapota titumirei zvakaitika zvinofadza zvebasa romumunda. Zvakaitika zvacho zvinofanira kuratidza migumisiro yakanaka. Tapota ipai izvozvi kumutariri wenyu anotungamirira, uyo achanzvera nokuda kwoururami ipapo ndokuzvitumira kwatiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe