RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/94 p. 2
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
km 10/94 p. 2

Mashoko Oushe

Haiti: May wakanga uri mwedzi wakatanhamara nechiverengero chapamusoro chitsva chavaparidzi 9 188, wedzero ye 13 muzana kupfuura avhareji yegore rapera.

Italy: Kwakanga kune chiverengero chapamusoro chitsva chavaparidzi 205 128 muna May. Ichochi chakanga chiri chiverengero chapamusoro chavaparidzi chakapfuura navane 1 499 mwedzi mumwe chete pamberi pezvi.

Taiwan: Kwenguva yokutanga, dzinopfuura fundo dzeBhaibheri 4 000 dzakashumwa. Chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi 2 510 chakaitisa fundo dzine 4 083 muna May.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe