RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/94 p. 7
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
km 7/94 p. 7

Mashoko Oushe

Haiti: Wedzero ye 12 muzana muna February yakaunza chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi 9 115. Nhevedzano dza 1994 dzamagungano edunhu dzakapindwa navane 15 824, uye 252 vakabhapatidzwa.

Japan: February wakanga uri mwedzi unotonhora zvikuru une sinou yakawanda. Zvisinei, chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi vane 188 844 chakasvikwa. Pakanga panewo zviverengero zvitsva zvapamusoro zveshanyo dzedzokerero, fundo dzeBhaibheri, uye mapiyona enguva dzose.

Philippines: Mushumo waFebruary wakazivisa chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi vane 117 519. Fundo dzeBhaibheri dzakapfuura 100 000 kwenguva yokutanga, 100 146 dzichishumwa. Magazini akagoverwa akapfuura 100 000 kupfuura muna November 1993 nemhaka yokuchinjira kukutsikirira makopi eruvara rwakazara.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe