RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/94 p. 7
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1995
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
km 5/94 p. 7

Mashoko Oushe

Angola: Mukati momwedzi waDecember, hwerengedzo yamagazini akagoverwa yakawedzera kupfuura 10 000 kubva muchiverengero chapamusoro chenguva dzose chomunguva yakapfuura. Vaparidzi vane 21 965 vari kuitisa fundo dzeBhaibheri dzine 60 691.

Latvia: Basa rinopfuurira kufambira mberi muLatvia. December apfuura chiverengero chapamusoro chavaparidzi vane 577 chakashuma. Hwerengedzo yefundo dzeBhaibheri dzapamusha 1 816 dzakaitiswa, uye vaparidzi veungano vakaparadzira avhareji yamagazini 20,5.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe