Yekudzidza
June 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: AUGUST 5–SEPTEMBER 1, 2019
© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Jehovha akanzwira tsitsi Roti ndokutuma ngirozi kuti dzimununure nemhuri yake (Ona nyaya yekudzidza 26, ndima 4)