Yekudzidza
MAY 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: JULY 1–AUGUST 4, 2019
© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Kuti vana vasashungurudzwa panyaya dzebonde, vabereki vanovachengetedza nekuvadzidzisa zvinhu zvine chekuita nebonde zvinoenderana nezera ravo. Vanovadzidzisa vachishandisa mashoko akabudiswa nesangano raMwari. (Ona nyaya yekudzidza 19, ndima 19-22)