Yekudzidza
MARCH 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: MAY 6–JUNE 2, 2019
© 2018 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Jesu anonzwira tsitsi murume aiva matsi oenda naye pake ega omuporesa (Ona nyaya yekudzidza 12, ndima 11)