Yekudzidza
JANUARY 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: MARCH 4–APRIL 7, 2019
© 2018 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Mamiriyoni evanhu pasi rese ari kuchingamidzwa paKudya kwaShe Kwemanheru (Ona nyaya yekudzidza 5, ndima 1-2)