RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w18 September p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
w18 September p. 2

Zviri Mukati

VHIKI YAOCTOBER 29, 2018–NOVEMBER 4, 2018

3 “Kana Muchiziva Zvinhu Izvi, Munofara Kana Muchizviita”

Ruzivo runongotibatsira kana tikarushandisa. Asi kuti tirushandise zvinoda kuzvininipisa. Nyaya ino ichatikurudzira kuramba tichizvininipisa nekutevedzera vanhu vemuBhaibheri vakaparidzira vanhu vemarudzi ese, vakanyengeterera vamwe uye vakamirira Jehovha kuti avabatsire.

8 VaKristu Vakura—Jehovha Anokoshesa Kuvimbika Kwenyu

VHIKI YANOVEMBER 5-11, 2018

12 Ramba Uchiratidza Rudo Nekuti Runovaka

Upenyu pahunooma zvekuti tinoora mwoyo, Jehovha naJesu vanogona kutibatsira kutsungirira. Asi tese tine zvatinogona kuita kuti tinyaradzane uye tikurudzirane. Nyaya ino inoratidza zvatingaita kuti tivake mumwe nemumwe murudo.

VHIKI YANOVEMBER 12-18, 2018

17 Vanofara Vaya Vanoshumira “Mwari Anofara”

Jehovha ndiMwari anofara uye anoda kuti vashumiri vake vafare. Saka tingafara sei uku tichitarisana nematambudziko enyika yaSatani? MuMharidzo yepaGomo, Jesu akapa mazano anogona kutibatsira kuti tifare nekusingaperi.

22 Unoziva Here Kuti Inguvai?

VHIKI YANOVEMBER 19-25, 2018

23 NdeWemasimbaose Asi Anofunga Zvakanakira Vamwe

VHIKI YANOVEMBER 26, 2018–DECEMBER 2, 2018

28 Funga Zvakanakira Vamwe Uye Iva Nemutsa Uchitevedzera Jehovha

Mazuva ano vanhu pavari kuwedzera kungofunga zvakavanakira, vanhu vaJehovha vari kuratidza kuti vanoda vanhu zvechokwadi. Rudo irworwo runoratidzwa nekufunga vamwe. Tichatanga kuona kuti Jehovha anoratidza sei kuti anofunga zvakanakira vamwe. Tichazokurukura kuti tingamutevedzera sei.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe