Yekudzidza
AUGUST 2018
NYAYA DZEKUDZIDZA OCTOBER 1-28, 2018
© 2018 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
MALAWI
Mutariri wedunhu nemudzimai wake vagadzirira kuenda kune imwe ungano yavachashanyira. Vanoshandisa mabhasikoro avo kutakura mabhuku, purojekita, gudzanzwi, uye zvinhu zvavo
VAPARIDZI
93 412
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
145 504
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2017)
315 784
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.