RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w18 July p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
w18 July p. 2

Zviri Mukati

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuMyanmar

VHIKI YASEPTEMBER 3-9, 2018

7 Uri Kutsvaga Kuzivikanwa Naani?

Vakawanda mazuva ano vari kutsvaga kuzivikanwa nenyika ino yakaipa. Nyaya ino ichataura kuti nei tichifanira kuramba takaisa pfungwa pakuzivikanwa kunonyanya kukosha, kuzivikanwa naJehovha sevashumiri vake vakatendeka. Tichakurukurawo kuti Jehovha anoratidza sei kuti anoziva vanhu vake, dzimwe nguva nenzira dzisingatarisirwi.

VHIKI YASEPTEMBER 10-16, 2018

12 Maziso Ako Akatarira Kupi?

Munyaya ino tichaongorora kuti nei Mosesi, murume ainge akatendeka, akarasikirwa neropafadzo yekupinda muNyika Yakapikirwa. Tichaonawo kuti tingaita sei kuti tidzivise kubatwa nemusungo wakabata Mosesi.

VHIKI YASEPTEMBER 17-23, 2018

17 “Ndiani Ari Kurutivi rwaJehovha?”

VHIKI YASEPTEMBER 24-30, 2018

22 Tiri vaJehovha

Jehovha ane kodzero yekutaura kuti vanhu vese ndevake. Saka anoda kuti tizvipire zvakazara kwaari. Kunyange zvakadaro, vamwe vanonyepedzera kuva vakatendeka kuna Mwari asi panguva imwe chete vasingamuteereri. Munyaya yekutanga, tichawana zvidzidzo zvinokosha kubva munyaya dzemuBhaibheri dzinotaura nezvaKaini, Soromoni, Mosesi, uye Aroni. Munyaya yechipiri tichadzidza nzira dzatingaratidza nadzo kuti tinoonga ropafadzo yatiinayo yekuva vanhu vaJehovha.

27 Nzwira Tsitsi “Vanhu Vemarudzi Ose”

30 Zvaungaita Kuti Kudzidza Bhaibheri Kukubatsire Uye Kukunakidze

32 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe