RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w18 May p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
w18 May p. 2

Zviri Mukati

3 Nyaya Yeupenyu​—Kutanga Neurombo—​Kuguma Nemakomborero

9 Rugare​—Ungaruwana Sei?

VHIKI YAJULY 9-15, 2018

12 Jehovha Anoda Vaya ‘Vanobereka Zvibereko Nekutsungirira’

VHIKI YAJULY 16-22, 2018

17 Nei ‘Tichiramba Tichibereka Zvibereko Zvizhinji’?

Nyaya yekutanga panyaya mbiri idzi inokurukura mufananidzo waJesu wemuzambiringa uye wemudyari, uye inotsanangura kuti mifananidzo yacho ingatidzidzisei nezvebasa redu rekuparidza. Nyaya yechipiri inoongorora zvikonzero zvakasiyana-siyana zvemuMagwaro zvinotikurudzira kuti tiite basa redu rekuparidza tichitsungirira.

VHIKI YAJULY 23-29, 2018

22 Ziva Muvengi Wako

VHIKI YAJULY 30, 2018–AUGUST 5, 2018

27 Vechidiki​—Rwisanai naDhiyabhorosi

Satani muvengi wedu. Anonyengera zvakadini? Simba rake rinogumira papi? Uye tese zvedu, kusanganisira vaKristu vechidiki, tingamurwisa sei? Nyaya mbiri idzi dzichapindura mibvunzo iyi uye dzichatibatsira kuti titsunge kumira zvakasimba pakurwisana naDhiyabhorosi.

32 Goho Guru!

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe