RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w18 April p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
w18 April p. 2

Zviri Mukati

VHIKI YAJUNE 4-10, 2018

3 Tingava Sei Nerusununguko Rwechokwadi?

VHIKI YAJUNE 11-17, 2018

8 Shumira Jehovha, Mwari Werusununguko

Pasi rese, vanhu vari kurwira rusununguko. VaKristu vanofanira kuona sei rusununguko? Nyaya mbiri idzi dzichataura kuti rusununguko rwechokwadi rwakaita sei, tingava sei narwo uye kuti tingashandisa sei rusununguko rwedu rune parunogumira iye zvino kuti isu nevamwe tibatsirwe. Kupfuura zvese, tichadzidza kuti tingakudza sei Jehovha, Mwari werusununguko rwechokwadi.

13 Varume Vakagadzwa​—Dzidzai Kubva Kuna Timoti

VHIKI YAJUNE 18-24, 2018

15 Kutevedzera Jehovha​—Mwari Anokurudzira Vanhu Vake

VHIKI YAJUNE 25, 2018–JULY 1, 2018

20 Kurudziranai “Kunyanya” Iye Zvino

Nyaya idzi dzinoratidza kuti Jehovha agara achikurudzira vashumiri vake uye kuti kubvira kare vashumiri vake vange vachitevedzera muenzaniso wake. Tichaona kuti nei tichifanira kunyanya kukurudzirana iye zvino.

VHIKI YAJULY 2-8, 2018

25 Vechidiki, Muri Kuisa Pfungwa Pazvinangwa Zvekunamata Here?

Vechidiki vari muungano vanobatsirwa kana vakaisa pfungwa dzavo pakufadza Jehovha. Nyaya ino inotaura zvakanakira kuva nezvinangwa zvekunamata vachiri vadiki uye kuisa basa rekuparidza pekutanga muupenyu.

30 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

32 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe