Zviri Mukati
VHIKI YAAPRIL 2-8, 2018
3 Tevedzera Kutenda Uye Kuteerera kwaNoa, Dhanieri naJobho
VHIKI YAAPRIL 9-15, 2018
8 Unoziva Jehovha Here Sezvaiitwa naNoa, Dhanieri, Uye Jobho?
Noa, Dhanieri naJobho, vakasangana nematambudziko akafanana neatiri kusangana nawo mazuva ano. Chii chakavabatsira kuti vakwanise kuramba vakatendeka uye vachiteerera? Vakasvika sei pakunyatsoziva Jehovha zvekuti hapana chaikwanisa kuparadza kuperera kwavo? Nyaya mbiri idzi dzichapindura mibvunzo iyoyo.
13 Nyaya Yeupenyu—Zvinhu Zvese Zvinobvira Kuna Jehovha
VHIKI YAAPRIL 16-22, 2018
18 Zvinorevei Kuva Munhu Ane Mafungiro aMwari?
VHIKI YAAPRIL 23-29, 2018
23 Fambira Mberi Semunhu Ane Mafungiro aMwari!
Munyaya yekutanga panyaya idzi mbiri, tichaona chinonzi kuva nemafungiro aMwari uye kuti tingadzidzei pamienzaniso yevanhu vaiva nemafungiro aMwari. Munyaya yechipiri tichazokurukura kuti tingava sei nemafungiro aMwari, toashandisa muupenyu hwedu zuva nezuva.