Yokudzidza
JULY 2017
NYAYA DZOKUDZIDZA: AUGUST 28–SEPTEMBER 24, 2017
© 2017 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
POLAND
Muparidzi ari kuparidzira mumwe wevashandi vemumunda wemaapuro mutaundi reGrójec
VAPARIDZI
119 932
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
50 479
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2016)
190 613
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.