Yokudzidza
March 2017
NYAYA DZOKUDZIDZA: MAY 1-28, 2017
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
ROMANIA
Mukuru uyu nemudzimai wake vanoona kuti musi weSvondo pashure pemisangano inguva yakanaka yekuwana vanhu vakaita semakwai kunzvimbo dziri kuchamhembe kweRomania. Vanhu vakadaro vanosanganisira vavakidzani vaviri vari kukama mvere dzemakwai munzvimbo iyoyo.
VAPARIDZI
40 575
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
25 623
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2015)
78 300
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.