RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w16 December p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
w16 December p. 2

Zviri Mukati

3 Nyaya Youpenyu​—Kuva “Zvinhu Zvose Kuvanhu Vemarudzi Ose”

VHIKI YAJANUARY 30, 2017–FEBRUARY 5, 2017

8 Makasunungurwa Nemutsa Usina Kukodzera Kuwanwa

VHIKI YAFEBRUARY 6-12, 2017

13 ‘Kuisa Pfungwa Dzako Pazvinhu Zvomudzimu Kunoreva Upenyu Norugare’

Muzvitsauko 6 ne8 zvaVaRoma, tinowana mashoko anokosha ane chekuita neupenyu hwedu sevaKristu. Kana tikaverenga zvitsauko izvozvo, tichaona kuti tinobatsirwa sei nemutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari uye kuramba tichiisa pfungwa dzedu pazvinhu zvinokosha.

18 Unoyeuka Here?

VHIKI YAFEBRUARY 13-19, 2017

19 Kanda Kuzvidya Mwoyo Kwako Kwose Pana Jehovha

VHIKI YAFEBRUARY 20-26, 2017

Jehovha Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose

Nyaya yekutanga inotaura nezvekuti tingakanda sei kuzvidya mwoyo kwedu pana Mwari. Yechipiri inotsanangura kuti tingasimbisa sei kutenda kwedu kuburikidza nekuva nechivimbo chakasimba chekuti Mwari anopa mubayiro vaya vanomutsvaka nemwoyo wose. Inoratidzawo kuti tariro yekuwana mubayiro inotibatsira sei.

29 Kuva Munhu Munyoro​—Kunoratidza Uchenjeri

32 Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2016

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe