RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w16 October p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
w16 October p. 2

Zviri Mukati

3 Nyaya Youpenyu​—Ndakaedza Kuratidzawo Muenzaniso Wakanaka Wandainge Ndaratidzwa

VHIKI YANOVEMBER 28, 2016–DECEMBER 4, 2016

8 “Musakanganwa Kugamuchira Vaeni Zvakanaka”

VHIKI YADECEMBER 5-11, 2016

13 Ramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Uchishumira Mundima Yemumwe Mutauro

Makore ano, ungano dzedu dzava nevanhu vanobva kunyika dzakasiyana-siyana. Nyaya yekutanga inotibatsira kuti tiratidze kuti tine hanya nevanhu vanobva kune dzimwe nyika vanopinda misangano neungano yedu. Nyaya yechipiri inokurukura kuti vaya vari kushumira mundima yemumwe mutauro vangaita sei kuti varambe vakasimba pakunamata.

18 Unochengetedza “Uchenjeri Hunobatsira” Here?

VHIKI YADECEMBER 12-18, 2016

21 Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

VHIKI YADECEMBER 19-25, 2016

26 Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha

Nyaya idzi dzichataura zvinhu zviviri zvinobatanidzwa pakutenda zvinotaurwa pana VaHebheru 11:1. Nyaya yekutanga inoratidza kuti kutenda kwedu kungakura sei kworamba kwakasimba. Nyaya yechipiri inoratidza kuti nei kutenda chaiko kusiri kungoziva nezvemakomborero atakachengeterwa naJehovha.

31 Waizviziva Here?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe