Zviri Mukati
3 Nyaya Youpenyu Mawaniro Andakaita Mufaro Kubva Pakupa
VHIKI YASEPTEMBER 26, 2016–OCTOBER 2, 2016
8 Wanano—Matangiro Ayakaita Uye Chinangwa Chayo
VHIKI YAOCTOBER 3-9, 2016
13 Zvamungaita Kuti Wanano yechiKristu Ibudirire
Munyaya yekutanga, tichakurukura matangiro akaita wanano, kudzorwa kwayaiitwa neMutemo waMosesi, uye kuti Jesu akatii nezvekuwanana kwevaKristu. Nyaya yechipiri ichataura kuti Magwaro anotii pamusoro pezvinofanira kuitwa nevarume nemadzimai.
18 Tsvaga Chinhu Chinokosha Kupfuura Goridhe
VHIKI YAOCTOBER 10-16, 2016
20 Unoona Here Kuti Nei Uchifanira Kufambira Mberi Pakunamata?
VHIKI YAOCTOBER 17-23, 2016
25 Unoona Here Kuti Nei Uchifanira Kudzidzisa Vamwe?
Kufambira mberi kwebasa rekuparidza Umambo kunoita kuti tifare chaizvo. Asi tiri kuona here kuti izvozvo zviri kutipa sei mikana yekuwedzera basa ratinoitira Mwari? Isu pachedu tingafambira sei mberi pakunamata uye panguva imwe chete tichibatsirawo vatinodzidza navo Bhaibheri kuti vaitewo saizvozvo? Nei vamwe vachifanira kudzidziswa? Zvinhu izvi zvinokosha zvichakurukurwa munyaya idzi.