RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w16 May p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
w16 May p. 2

Zviri Mukati

VHIKI YAJUNE 27, 2016–JULY 3, 2016

3 Ratidza Rudo Paunenge Uchiedza Kuyanana Nevamwe

Chivi chatakaberekwa tiinacho chinoita kuti tisangane nemamiriro ezvinhu anoita kuti tigumbuke. Nyaya ino inotaura kuti tingashandisa sei mazano ari muBhaibheri kuti tiyanane nevamwe.

VHIKI YAJULY 4-10, 2016

8 “Endai Munoita Kuti Vanhu Vemarudzi Ose Vave Vadzidzi”

Nyaya ino inotaura nezveuchapupu hunoratidza kuti Zvapupu zvaJehovha ndizvo zvega vanhu vari panyika mazuva ano vari kuzadzisa mashoko aJesu euprofita ari pana Mateu 24:14. Inotaurawo kuti kuva “vabati vevanhu” kunosanganisirei.​—Mat. 4:19.

VHIKI YAJULY 11-17, 2016

13 Unosarudza Sei Zvinhu Zvine Chekuita Neupenyu Hwako?

Pakuita zvisarudzo, unongoita zvaunofunga kuti ndizvo zvakanaka here? Kana kuti unobvunza vamwe kuti vaizoita sei? Nyaya ino inotsanangura kuti kana tikabvuma kutungamirirwa naJehovha Mwari, tinoita zvisarudzo zvakanaka.

VHIKI YAJULY 18-24, 2016

18 Bhaibheri Richiri Kuchinja Upenyu Hwako Here?

Unoona zvakaoma here kuramba uchivandudza unhu hwako semuKristu iye zvino kupfuura kuchinja kwawakaita upenyu hwako usati wabhabhatidzwa? Nyaya ino inotaura kuti nei kuita izvozvo kusiri nyore uye kuti tingaramba sei tichishanda nesimba kuti tive neunhu hunodiwa naMwari tichibatsirwa neShoko rake.

VHIKI YAJULY 25-31, 2016

23 Nyatsobatsirwa Nezvatinopiwa naJehovha

Nyaya ino inotichenjedza kuti tisapinda mumusungo unogona kuita kuti titadze kubatsirwa nezvinhu zvokunamata zvatinopiwa. Tichaona kuti tingaitei kuti tisapinde mumusungo iwoyo uye tichadzidza kuti tingabatsirwa sei nezvokudya zvekunamata zvose zvatiinazvo.

28 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

30 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe