RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 12/15 p. 32
  • Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2015

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2015
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 12/15 p. 32

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2015

Inoratidza magazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

  • Bhaibheri Rakashandurwa naBedell (Ireland), 9/1

  • Chipo Chakapiwa Vanhu vokuJapan (Mateu), 2/15

  • Kuwana Chinhu Chinokosha Chekare-kare Mumarara(Rylands fragment), 4/1

  • Sayenzi Yakaritsiva Here? 6/1

  • Sei Tichifanira Kuriongorora? 2/1

  • Shanduro yeNyika Itsva ya2013 Yakadzokororwa, 12/15

  • Ungada Here Kuridzidza? 4/1

  • Unogona Kurinzwisisa, 12/1

  • Uprofita, 9/1

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

  • Chokwadi Charo Chakapedza Nyota Yezvandaida Kuziva (M. Gündel), 1/1

  • Iye Zvino Ndinofunga Kuti Ndava Kukwanisa Kubatsirawo Vamwe (J. Corio), 10/1

  • Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Yeupenyu (E. Loedi), 2/1

  • Mibvunzo Mitatu Yakachinja Upenyu Hwangu (D. Eldred), 4/1

  • Ndaifunga Kuti Ndiri Kunakirwa Neupenyu (P. Pyzara), 11/1

  • Ndakadzidza Kuti Jehovha Ane Ngoni (N. Pelletier), 5/1

  • Upenyu Hwangu Hwaibva Pakuipa Huchienda Pakuipisisa (S. McDowell), 7/1

DZIMWEWO NYAYA

  • Baba vaTimoti Vaibva kuGirisi Here? 11/1

  • Batsira Vana Vako Kuti Vazogona Kuzvisarudzira Voga, 6/1

  • Chinoita Kuti Munhu Ave Mubereki Akanaka, 6/1

  • Eu·nouʹkhos, 1/1

  • Guyo Raishandiswa Kare, 7/1

  • Hurumende Inotonga Pasi Rose, 2/1

  • Hurumende Isina Uori, 1/1

  • Isita Imhemberero yechiKristu Here? 3/1

  • Kana Muti Ukatemwa Ungatungirazve Here? 4/15

  • Kodzero Yekuva Mugari weRoma, 3/1

  • ‘Kududzira ndekwaMwari’ (Josefa), 2/1

  • Kuita Zvinhu Tisingafungi Vamwe Kuchapera Here? 4/1

  • Kune Musiki, 1/1

  • Kuzvidya Mwoyo, 7/1

  • Mabhadharirwo Aitwa Vafudzi, 3/1

  • Magirazi ekuzvitarisa aishandiswa munguva inotaurwa muBhaibheri, 4/1

  • Mugumo Wava Pedyo Here? 5/1

  • MuIsraeri Maiva Nemiti Yakawanda Here? 7/15

  • Mukuru Weuto muRoma, 4/1

  • Munhu Anopesana naKristu, 6/1

  • “Mwana Wangu Wandinoda, Akatendeka” (Timoti), 11/1

  • ‘Ndakasimuka Saamai Pakati paIsraeri’ (Dhibhora), 8/1

  • ‘Ndiri Pachinzvimbo chaMwari Here?’ (Josefa), 5/1

  • Nei Josefa Akagera Ndebvu Asati Aona Farao? 11/1

  • Nyika Isina Urombo, 10/1

  • “Nzvimbo Yepachipfuva,” 7/1

  • Paigara vanhu panguva yemitambo yechiJudha kuJerusarema, 12/1

  • Petro Ndiye Aiva Papa Wokutanga Here? 12/1

  • Ramangwana Revanhu, 4/1

  • Shumba dzakapedzisira kuwanika riini muParestina? 5/1

  • Temberi yaHerodhi, 10/1

  • Unyengeri Huchazombopera Here? 12/1

  • Upenyu Hwedu Hune Chinangwa Here? 8/1

  • Vafudzi Vaiparadzanisa Makwai Nembudzi, 1/1

  • VaJudha Vaibva ‘Kumarudzi Ose’ Vakauya kuJerusarema paPendekosti ya33 C.E. Here? 12/1

  • Vakafa Vachararamazve Here? 8/1

  • Vakafa Vangararamazve Here? Kupi? 11/1

  • Vanhu Vakasikirwei? 8/1

  • Zuva Rekutongwa, 5/1

  • Zvakaipa Zvinokonzerwa Naani? 7/1

  • Zvakaita Kuti Vanhu vokuMarita Vafunge Kuti Pauro Aiva Mhondi, 10/1

  • Zvakawanikwa Pakuchera Matongo Zvinotsigira Zvinotaurwa neBhaibheri Here? 5/1

  • Zvatinodzidza Kuna Joana, 8/15

  • Zvaungaita Kuti Ukwegure Zvakanaka, 6/1

  • Zvinoitwa paKrisimasi, 12/1

  • Zvipo Zvaikodzera Kupiwa Mambo (zvinonhuwirira), 3/1

JEHOVHA

  • Anoona Sei Hondo, 11/1

  • Chokwadi nezvaMwari, 12/1

  • Tinogona Kuziva Mwari Here? 10/1

  • Unonzwa sokuti Mwari Haana Basa Newe Here? 9/1

  • Zvinoita Here Kuti Tifadze Mwari? 7/1

JESU KRISTU

  • Jesu Anotiponesa Pachii? 3/1

  • Kuyeuka rufu rwake, 3/1

  • Sei Tichifanira Kuyeuka Rufu rwake? 4/1

  • Tinofanira Kunyengetera Kwaari Here? 1/1

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

  • Gogi weMagogi ndiani? 5/15

  • Jeriko harina kukombwa kwenguva yakareba kuti rizokundwa here? 11/15

  • Kukanganiswa Utano Nemapefiyumu, 2/15

  • Muparidzi wechikadzi anofanira kufukidza musoro here kana achiitisa chidzidzo cheBhaibheri? 2/15

  • Pondiyo Pirato akamborarama here? 2/15

  • Zvinhu zvemuBhaibheri zvaimbonzi zvine zvimwe zvazvinomiririra, 3/15

NYAYA DZOKUDZIDZA

  • Aida Vanhu, 6/15

  • Dzidzisai Mwana Wenyu Ari Kuyaruka Kuti Ashumire Jehovha, 11/15

  • Dzidzisai Mwana Wenyu Muduku Kuti Ashumire Jehovha, 11/15

  • Fungisisa Nezverudo rwaJehovha Rwusingaperi, 8/15

  • Gadzirira Iye Zvino Kuzorarama Munyika Itsva, 8/15

  • Hana Yako Inokutungamirira Zvakanaka Here? 9/15

  • Ita Kuti Jehovha Asimbise Imba Yenyu Uye Aichengete, 1/15

  • Iyi Ndiyo “Nzira Yamakabvumira” 3/15

  • Iyi Ndiyo Nzvimbo Yedu Yokunamatira, 7/15

  • Jehovha Anogona Kukutsigira, 12/15

  • Jehovha Anoratidza Sei Kuti Anotida? 9/15

  • Jehovha Ari Kutungamirira Basa Redu Rokudzidzisa Munyika Yose, 2/15

  • Jehovha ndiMwari Anotaura Nevashumiri Vake, 12/15

  • Jehovha ndiMwari Werudo, 11/15

  • Kristu​—⁠Simba raMwari, 6/15

  • Kugadzirira Kuti Marudzi ‘Adzidziswe naJehovha’ 2/15

  • “Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”! 7/15

  • Makore 100 Tichitongwa neUmambo! 11/15

  • Mararamiro Ako Ngaaenderane Nemunyengetero Womuenzaniso, 6/15

  • “Mirai Makasimba Mukutenda” 9/15

  • Murume Nomukadzi Vanokwanisa Kuva Nerudo Rusingaperi Here? 1/15

  • Nei Tichikoshesa Kudya kwaShe Kwemanheru, 1/15

  • Ngatirambei Tichitsigira Hama dzaKristu, 3/15

  • Ngwarira Shamwari Dzakaipa Mumazuva Ano Okupedzisira, 8/15

  • Ngwarira​—⁠Satani Anoda Kukudya! 5/15

  • Ongai Jehovha Mukomborerwe, 1/15

  • Ramba Uchifungisisa Zvinhu Zvokunamata, 10/15

  • Ramba Uchitsigira Umambo hwaMwari, 7/15

  • Ramba Wakamirira! 8/15

  • Shanda Nesimba Kuti Paradhiso Yokunamata Iwedzere Kunaka, 7/15

  • Shandisa Rurimi Rwako Zvakanaka, 12/15

  • Shanduro Inoratidza Kuti Shoko raMwari Ibenyu, 12/15

  • Shumira Jehovha Usingatsauswi, 10/15

  • Tevedzera Jehovha Uyo Anovimbisa Upenyu Husingaperi, 5/15

  • Tevedzera Jesu Pakuva Neushingi Uye Anonzwisisa, 2/15

  • Tevedzera Kuzvininipisa Uye Unyoro hwaJesu, 2/15

  • Tingaratidza Sei Kuti Tinoda Jehovha? 9/15

  • Tinogona Kuramba Takachena, 6/15

  • “Tiwedzereiwo Kutenda,” 10/15

  • ‘Ucharamba Wakarinda’ Here? 3/15

  • ‘Unoda Muvakidzani Wako Sezvaunozviita Here’? 11/15

  • Unogona Kurwisa Satani​—⁠Womukunda! 5/15

  • Unoona Ruoko rwaMwari Muupenyu Hwako Here? 10/15

  • Uri Kushanda Nesimba Kuti Utevedzere Kukura kwaKristu Here? 9/15

  • Ushamwari Hwako naJehovha Hwakasimba Zvakadii? 4/15

  • Vakai Imba Yakasimba Uye Inogara Ichifara, 1/15

  • ‘Vakaona’ Zvipikirwa, 5/15

  • Vakuru Vanodzidzisa Sei Vamwe Kuita Mabasa Muungano? 4/15

  • Vakuru, Munoona Sei Basa Rokudzidzisa Dzimwe Hama Muungano? 4/15

  • Vimba naJehovha Nguva Dzose! 4/15

  • Zvatinodzidza Mumufananidzo Wematarenda, 3/15

NYAYA DZOUPENYU

  • Akawana Chimwe Chinhu Chinopfuura Mukurumbira (M. H. Godenzi), 9/1

  • Basa Rinogutsa (D. naG. Cartwright), 3/15

  • Chikomborero chaJehovha Chakandipfumisa (M. Jaracz), 9/15

  • Jairo Anoshandisa Maziso Chete Pakushumira Mwari, 3/1

  • Jehovha Akandipa Zvinopfuura Zvandaikodzera Kuwana (F. Alarcón), 8/1

  • Kukomborerwa ‘Mumwaka Wakakodzera, Uye Unotambudza’ (T. R. Nsomba), 4/15

  • Kuswedera Pedyo naMwari Kwakandinakira (S. Maiga), 10/15

  • Kuyeuka Rudo Rwangu Rwepakutanga (A. Morris III), 5/15

  • Ndava Neushamwari naMwari Uye Naamai Vangu (M. Kumagai), 12/15

  • Nhaka Yakatambidzanwa Kusvikira Kuchizvarwa Chechinomwe (K. Williams), 6/1

  • Zvavakasarudza Vachiri Mudiki (N. Dubovinsky), 10/15

  • “Zvitsuwa Zvizhinji Ngazvifare” (G. Jackson), 8/15

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

  • Farira Basa Rako, 2/1

  • Kanganwira Nemwoyo Wose, 10/1

  • Kushumira Jehovha ‘Mumazuva Okutambudzika,’ 7/15

  • “Munhu Asina Zivo Anongotenda Mashoko Ose” 10/15

  • “Munofanira Kutsungirira,” 6/15

  • Munyengetero Unobatsira Here? 10/1

  • Murayiro Wokuroorana “munaShe Chete” Uchiri Kushanda Here? 3/15

  • Ramba Uchishingaira Muushumiri, 2/15

  • Varume Garai Nemadzimai Enyu Zvakanaka, 1/1

  • Zvinokosha Here Kuti Ndiani Anoona Basa Raunoita? 7/15

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

  • ‘Hapana Chinofanira Kukutadzisai!’ (macolporteur muFrance), 11/15

  • “Jehovha Akakuunzai kuFrance Kuti Muzodzidza Chokwadi” (vagari vekuPoland pashure peHondo Yenyika I), 8/15

  • “Kana Kingsley Achizvigona, Handingambozvitadzi!” 6/15

  • Kudzinga Mutadzi Kuratidza Rudo, 4/15

  • Kuonga Rupo rwaJehovha (zvipo), 11/15

  • “Mwaka Unokosha Chaizvo” (Chirangaridzo), 2/15

  • ‘Rambai Muchida Varume Vakadaro’ (vabatsiri veDare Rinotungamirira), 10/15

  • Rudo Rwaiita Kuti Basa Rifambe Paibikirwa Zvokudya, 5/15

  • Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuNew York, 1/15

  • Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuRussia, 7/15

  • Zvapupu zvaJehovha Vanhu Vakaita Sei? 9/1

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe