RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 7/15 p. 32
  • Waizviziva Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Waizviziva Here?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Mashoko Akafanana
  • Masango
    Mukai!—2023
  • Amosi—Aiva Mukohwi Here Kana Kuti Aibaya Maonde?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Mumwe Nomumwe Achagara Pasi Pomuonde Wake
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 7/15 p. 32
Sango rinonzi Biriya riri muGalilee

Sango rinonzi Biriya riri muGalilee

WAIZVIZIVA HERE?

Ichokwadi here kuti muIsraeri maiva nemiti yakawanda semataurirwo azvinoitwa muBhaibheri?

BHAIBHERI rinotaura kuti Nyika Yakapikirwa yaiva nedzimwe nzvimbo dzaiva nemasango uye miti ‘yakawanda kwazvo.’ (1 Madz. 10:27; Josh. 17:15, 18) Asi vamwe pavanoona kuti nzvimbo dzakakura dzenyika yacho angova magwenga, vangafunga kuti hadzina kumbobvira dzava nemiti yakawanda.

Sumbu remaonde

Sumbu remaonde

Bhuku rinonzi Life in Biblical Israel rinotaura kuti “masango akanga ari muIsraeri ainge akakura chaizvo kupfuura zvaave mazuva ano.” Miti yainge yakanyanya kuwanda munzvimbo dzakakwirira yaisanganisira miti yemafuta (Aleppo pine), mievergreen oak, uye miterebinth. Miti yemionde yainge yakawandawo muShefera, nzvimbo ine zvikomo iyo iri nechepakati pemhenderekedzo yegungwa reMediterranean nemakomo akaita zienda nakuenda.

Bhuku rinonzi Plants of the Bible rinoti dzimwe nzvimbo dziri muIsraeri hadzisisina miti. Izvi zvakakonzerwa nei? Bhuku racho rinotsanangura kuti izvi zvakaitika zvishoma nezvishoma, richiti: “Vanhu vanoramba vachitema miti kuitira kuti vave nenzvimbo yakati kurei yekurima neyemafuro, uyewo kuti vawane zvokuvakisa nehuni.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe