Zviri Mukati
December 1, 2013
© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania.
NYAYA IRI PAKAVHA
Mwari Anokosha Here Muupenyu Hwedu?
MAPEJI 3-7
Nei Mwari Achikosha Muupenyu Hwedu? 4
DZIMWEWO NYAYA
Ndakasarudza Kushumira Jehovha Kwoupenyu Hwangu Hwose 8
Swedera Pedyo naMwari—“Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva” 11
‘Uchachera Mhangura Mumakomo’ 12
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa 16
VERENGA ZVAKAWANDA PAINDANETI | www.jw.org
MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA NEZVEZVAPUPU ZVAJEHOVHA—Sei Muchinzi Zvapupu zvaJehovha?
(Enda pakanzi NEZVEDU > MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA)