Zviri Mukati
October 1, 2012
© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.
Uori—Huchazombopera Here?
NYAYA DZICHAKURUKURA MUSORO URI PAKAVHA
5 Zvinoita Here Kuti Munhu Atendeseke Munyika Ine Uori?
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
16 Dzidza Kubva muShoko raMwari—Zvingaita Here Kuti Urarame Nokusingaperi?
18 Swedera Pedyo naMwari—“Akakwegura Pamazuva Akagara” Pachigaro
19 Tevedzera Kutenda Kwavo—“Mukadzi Akanaka Kwazvo”
25 Vaverengi Vanobvunza Kuti . . . Kuroora Kana Kuroorwa Ndiko Kunoita Kuti Munhu Afare Here?
26 Bhaibheri Rinochinja Upenyu
30 Zvevechiduku—Ngwarira Kuda Chinzvimbo!
DZIMWEWO NYAYA
9 Kuchinjwa Kwakaitwa Imwe Mhuri yechiHindu neShoko raMwari
12 Kukurukura Nemuvakidzani—Mwari Anopisa Vanhu Mugehena Here?