Zviri Mukati
July 1, 2012
© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.
Paunonyengetera, Ndiani Anoteerera?
NYAYA DZICHAKURUKURA MUSORO URI PAKAVHA
3 Pane Munhu Anoteerera Minyengetero Here?
4 Munzwi Womunyengetero Ndiani?
6 Sei Munzwi Womunyengetero Achitirega Tichitambura?
8 Swedera Pedyo Nemunzwi Womunyengetero
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
12 Bhaibheri Rinochinja Upenyu
16 Dzidza Kubva muShoko raMwari—Ngirozi Dzinotibatsira Here?
18 Swedera Pedyo naMwari—Kana Mwari Aregerera, Anobva Atokanganwa Here?
23 Tevedzera Kutenda Kwavo—“Kwamunoenda Ndiko Kwandichaendawo”
30 Zvevechiduku—Mwari Anovenga Kusaruramisira
DZIMWEWO NYAYA