Peji 32
Ndezvipi zvimwe zvinoita kuti Bhaibheri risiyane nemamwe mabhuku ose?
ONA NYAYA DZAKATEVEDZANA DZIRI PAMAPEJI 4-9.
Kana uchida kunzwa nezveguta reTesaronika yekare uye nezveushumiri hwemuapostora Pauro ikoko muchidimbu,
ONA MAPEJI 18-21.
Ungararama sei zvinoenderana nehomwe yako kana wava kutambira mari shoma?
ONA MAPEJI 22-23.
Pane zvimwe zvinhu zvinoonekwa sezvisingatomboitiki asi izvo zvichikwanisa kuitwa here?
ONA MAPEJI 27-29.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 32]
NASA photo