Zviri Mukati
June 1, 2012
© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.
Bhaibheri Rakasiyana Papi Nemamwe Mabhuku?
NYAYA DZICHAKURUKURA MUSORO URI PAKAVHA
3 Rakangofanana Nemamwe Mabhuku Here?
5 Rine Nhoroondo Dzechokwadi, Kwete Ngano
8 Mazano Aro Anoshanda Mazuva Ano
9 “Kuti Vawane Upenyu Husingaperi”
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
14 Swedera Pedyo naMwari—‘Mweya Wenyu Uchakotamira Pamusoro Pangu’
15 Vaverengi Vanobvunza Kuti . . . Nei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidza Paimba Neimba?
16 Dzidza Kubva muShoko raMwari—Nei Tichifanira Kushandisa Zita raMwari?
30 Dzidzisai Vana Venyu—Akanga Akaoma Musoro Asi Akazoguma Ava Kuteerera
DZIMWEWO NYAYA
10 Coverdale Munhu Akadhindisa Bhaibheri Rakazara Rokutanga muChirungu
12 Jehovha Akasvinudza Maziso Angu
18 Kutamburira Mashoko Akanaka muTesaronika