Peji 32
Tingawana kupi mashoko echokwadi nezvaJesu?
ONA MAPEJI 3-7.
Jehovha achine hanya nevaya vakamusiya here?
ONA MAPEJI 10-11.
Mukomana wechiduku akasvika sei pakuva nababa vaaitsvaka kweupenyu hwake hwose?
ONA MAPEJI 14-15.
Tingadzidzei pana baba vokurera vaJesu, Josefa?
ONA MAPEJI 23-28.