Zviri Mukati
October 1, 2011
Nhema Shanu Pamusoro paMwari Dzinofumurwa!
NYAYA DZICHAKURUKURA MUSORO URI PAKAVHA
4 Mwari Haanzwisisiki—Ichokwadi Here?
5 Mwari Haana Hanya Nevanhu—Ichokwadi Here?
6 Mwari Anoda Zvokutsiva—Ichokwadi Here?
7 Mwari Ane Mhosva—Ichokwadi Here?
8 Kuna Mwari Hapana Kusiri Kunamata, Chero Uchingoita Nemwoyo Wose—Ichokwadi Here?
9 Chokwadi Chinogona Kuchinja Upenyu Hwako
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
11 Vaverengi Vanobvunza Kuti . . .
12 Bhaibheri Rinochinja Upenyu
15 Swedera Pedyo naMwari—Unogona Kuwana “Zivo Pamusoro paMwari”
16 Dzidza Kubva Mushoko raMwari—Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare?
18 Tevedzera Kutenda Kwavo—Akamira-mira Pakudzivirira Vanhu vaMwari
24 Dzidzisai Vana Venyu—Patinofanira Kunge Takamuka
DZIMWEWO NYAYA
14 “Havana Kuteerera Asi Vanofanira Kuremekedzwa”
26 Jerusarema Rekare Rakaparadzwa Rini?—Chinoita Kuti Zvikoshe; Zvinoratidzwa Neuchapupu