Zviri Mukati
October 1, 2010
Zvinhu Zvinomwe Zvaunofanira Kuziva Nezvomunyengetero
NYAYA DZICHAKURUKURA MUSORO URI PABUTIRO
Zvinhu Zvinomwe Zvaunofanira Kuziva Nezvomunyengetero
3 Nei Tichifanira Kunyengetera?
4 Tinofanira Kunyengetera Kuna Ani?
6 Tinofanira Kunyengetera Sei?
7 Tinofanira Kunyengetera Nezvei?
9 Zvine Basa Here Kuti Tiri Kunyengetera Tiripi Uye Nguvai?
10 Munyengetero Unobatsira Here?
11 Mwari Achanzwa Uye Achapindura Minyengetero Here?
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
13 Vaverengi Vanobvunza Kuti . . .
14 Tevedzera Kutenda Kwavo—“Akaramba Achikura Jehovha Ainaye”
23 Swedera Pedyo naMwari—“Munzwi Womunyengetero”
24 Dzidzisa Vana Vako—Umambo Huchachinja Pasi Rose
DZIMWEWO NYAYA
19 Ungakurira Sei Dambudziko Rokunzwa Usina Zvaunobatsira?
26 Kukurukura Nemuvakidzani—Chii Chinonzi Mudzimu Mutsvene?
29 Kutaura Nendimi—Kunobva Kuna Mwari Here?