RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 5/1 p. 32
  • Peji 32

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji 32
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 5/1 p. 32

Peji 32

Zvinhu zvipi zvitatu zvakaitwa naMwari kuti abvise kutambura kuri kuita vanhu? ONA MAPEJI 5-6.

Zvinhu zvipi zvaungaita kuti unyaradze chirikadzi kana varume vakafirwa? ONA MAPEJI 10-12.

Sei muteveri waKristu achifanira kuparidzira vamwe? ONA PEJI 17.

Chii chaungaita kuti ubatsire mwana wako kuti akwanise kuzviitira zvinhu zvake oga kana akura? ONA PEJI 19.

Chii chakaita kuti munhu aisada kunzwa zvechitendero uye aisaremekedza hurumende azova mushumiri wechitendero? ONA MAPEJI 28-29.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe