Zviri Mukati
March 1, 2010
Bhaibheri—Ichokwadi Here Kuti iShoko raMwari Rakafuridzirwa?
NYAYA DZICHAKURUKURA MUSORO URI PABUTIRO
3 Bhaibheri iShoko raMwari Here?
4 Ichokwadi Kuti Bhaibheri Ishoko raMwari Rakafuridzirwa
8 Nei Uchifanira Kuvimba Nemabhuku eEvhangeri Ari muBhaibheri?
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
16 Tsamba Yakabva kuPapua New Guinea
22 Vaverengi Vanobvunza Kuti . . .
23 Swedera Pedyo naMwari—“Anoona Zvakaita Mwoyo”
24 Zvevechiduku—Kudzidza Tsitsi DzaMwari
DZIMWEWO NYAYA
12 Unofanira Kuvimbika Nguva Dzose Here?
18 “Kusvikira Taparadzaniswa Nerufu”
26 Nzendo Dzekare Dzengarava Musiri muMediterranean
30 Munhu—Akasikwa Semwanakomana waMwari
32 Jesu Akafira Vanhu Vakawanda