RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w09 12/1 p. 32
  • Peji 32

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji 32
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
w09 12/1 p. 32

Peji 32

◼ Ona chichapedza matambudziko ari munyika yose aripo iye zvino. Ona peji 5.

◼ Vakapona pakapfurwa vanhu pachikoro cheWinnenden, kuGermany, vanotaura kuti vari kutsungirira sei kurwadziwa kwavakaitwa pashure pokupondwa kwakaitwa vanhu. Ona peji 9.

◼ Mambo Herodhi aida kuuraya Jesu paaiva mucheche aiva ani? Ona peji 13.

◼ Chii chaunoziva nezvekupembererwa kweGore Idzva Kunoitwa Nenyika Dzokumabvazuva? Ona peji 20.

◼ Dzidza nezvemimhanzi yaiimbwa nevanhu vanotaurwa muBhaibheri nokumboongorora upenyu hwaMambo Dhavhidhi. Ona peji 26.

◼ Ichokwadi here kuti Jesu akashanyirwa nemadzimambo matatu, kana kuti varume vakachenjera paaiva muchidyiro chezvipfuwo kuti vamunamate? Ona peji 31.

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 32]

Vana vari kuziya nenzara: WHO/OXFAM

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe